Pasca (@PascaTata) header
Pasca (@PascaTata) profile picture

system developer/programmer || software Engineer || Monitoring and Evaluation || Data Analyst ||

Harare, Zimbabwe
Joined August 2018
Photo by Pasca (@PascaTata)Photo by Pasca (@PascaTata)Photo by Pasca (@PascaTata)
Every decision inenge ichiitwa is to make the life of an ordinary citizen worse..kuita kunge hurombo imhosva.. Citizens reduced to nothing mova unganidza to celebrate the basic things avanga vachifanirwa vachiwana to begin with.. Nyika yekuti ukaita zvingori basic unonzi watambisa mari.. kutenga ma fruits boys🙌🏽..uku vacho vanoenda kubasa movatambirisa salary dzekuti akatenga ice cream atoenda off budget🚮..munhu anoenda kurally kunowana hembe because mari ye fashani hapana..paghetto tonzi celebrate kuti maisirwa zvibhorani.. munhu anoti better ndchirere vanhu 100 zvibhorani ndinofa nemari pane kungoitisa mvura ibude patap ugoona zvinouya zviri packaged kunge kugona izvo munhu aku liner ma pockets.. plan ndeyekuramba muchingoterera iyeye asina.. izvezvi paghetto vacho vavanawo ma borehole vanotibhadharisa pa bucket vangadiii hapana.. imimi ikoko mototi tikugadzira mabasa .. iyoyi chain yechimbavha mbavha?🚮…Iwewe because zvako zvakarongeka usavawo munhu ane moyo wakaipa wekubva waita kunge ruzhinji rwese rwakagarika.. ivawo nemoyo une tsitsi nzwirawo vamwe
17
105
4
515
14,081
Chimbofungaiwo future yenyika.. mokobora kobora nyika nekuti ukuda kutenga latest rolls yekuti after 10 years inenge ingori history kuti yaimbopisa but todaro nekuzvipatara nekuzvikoro nemaroads futi? Kuti paimbova nemugwa apa..paimbobuda mvura dzimwe nguva? Musava selfish zvekudaro… now you’ve turned the whole country into criminals,, padhiri unovharwa chero napastor🚮 because munhu akuda kurarama hanugachengetesi a hungry man chikafu.. Ugoona the same people vakuuraya nyika vanoenda kuchurch,,, church yese yotonzi inamatire mari iyoyo yekuba manje.. vanhu vanotovhaira kuti isu kuchurch kwedu tooinda nanhingi mbavha iyoyo.. church leaders vachitadza kutsiura vanhu vokunyeperai kuti wedzerai munamato futseke munamato wei pa korera yakonzerwa nemunhu aripaside pangu… Nyika yese ichingodzingaidzwa ichivharwa vharwa 🚮… even now an ordinary citizen akawana dhiri rekuvhara munhu anonotenda kuchurch mese mototi hameni haa
9
48
2
194
3,421
Ghetto yut makambonzwa team reku diaspora richisekana kuti “hee akuraramiswa nemabenefits”?.. anonzi mabenefits acho manje, imari yemahara ikubva hayo kuhurumende yausina kumboshandira kuti urarame imagine kurarama munyika yekuti unosekerwa mari yemahara apa iwewe ukurarama munyika yekuti ukungoda yese inonzi mari hazvina basa ndeyei , yemushonga, yekuba , iri serious,,,,kungoti mhuri irarame but uchiishaya.. moti nyika makeke
3
16
1
94
3,191
People who don’t follow dress codes at the corporate office 1. IT guys 2. IT guys 3. IT guys again
33
44
5
496
16,587
Replying to @CrimeWatchZW
Crime watch keep updating us, maybe inherera, it's very heartbreaking , if they are not going to school, I can add them on my Foundation that pays school fees for nherera. I'm willing to do that or if any of their relative read my comment inbox me , want to pay school fees etc
19
17
218
8,394
Pasca retweeted
A routine for an unemployed fella ,we Wake up. Apply. Get rejected. Repeat. Hoping 1 day zvichaita
78
156
17
991
45,989
Sisi vaimbirwa love song nevakomana🤣
180
137
45
1,060
853,562
🔸My poem is called Marara.🚮😴 Marara marara, Munhu uya ndiRunner Takagara tazvitaura Now agadzira zishura Marara, marara, Geo Pomona zadzai Bhara Pasaite zvinombosara Akaparara kudhara Marara, marara, Kuparty iya yezvikara Vanopanana zvemahara Vanhu vachitambura Marara, marara Ground haritombozara Saka varikulauncher muhotera Akaimba tinorara Marara, marara Kugara nekugara Vanhu vanomufara Nechivideo chinezibhora Marara, marara Ipai vanhu kana mahara Asi vanotoramba Nekuti marara. We need new leaders.🇿🇼
107
160
11
1,233
79,703
Midlands Provincal Information Officer in the Ministry of Information Publicity and Broadcasting Services ,Mr. Tapiwa Sisimayi graduates with a Master of Science in Big data analytics Degree #Education5.0
7
3
40
10,416
The Zimbabwe Research Network webinar topic for tomorrow at 7pm (Zim time) will be on Domestic Violence in Zimbabwean Partnerships. We have a distinguished panel of experts. Please register on this link and don't miss. @daddyhope tinyurl.com/Domestic-Violenc…
2
1
144
No it doesn’t make you a bad person mkoma. In a democracy you have every right to support CAB3 just as others have the right to oppose it. The concern is that while you are free to express your support, your ‘friends’ denied others that same freedom by criminalising, arresting & intimidating those who simply said No to CAB3. I believe the democracy in our constitution should not be tested by how we treat those like you who agreed with bill, but by how we protect the rights of those who disagreed with the bill.
I am proudly a CAB3 supporter; does that makes me a very bad guy?
37
184
5
1,164
100,071
Chitima Chitima Chitima..... 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 Ndasuwa mafia rangu rezvitima!! 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 Muriiiko here timbononga nonga??
93
24
2
237
14,719
Happy #AfricaDay to all our Sevillistas across the continent! 🇩🇿 🇦🇴 🇧🇯 🇧🇼 🇧🇫 🇧🇮 🇨🇻 🇨🇲 🇨🇫 🇹🇩 🇰🇲 🇨🇩 🇨🇮 🇩🇯 🇪🇬 🇬🇶 🇪🇷 🇸🇿 🇪🇹 🇬🇦 🇬🇲 🇬🇭 🇬🇳 🇬🇼 🇰🇪 🇱🇸 🇱🇷 🇱🇾 🇲🇬 🇲🇼 🇲🇱 🇲🇷 🇲🇺 🇲🇦 🇲🇿 🇳🇦 🇳🇪 🇳🇬 🇷🇼 🇸🇹 🇸🇳 🇸🇨 🇸🇱 🇸🇴 🇿🇦 🇸🇸 🇸🇩 🇹🇿 🇹🇬 🇹🇳 🇺🇬 🇿🇲 🇿🇼
847
3,407
217
30,547
528,233
I have a cousin who applies to everything, just like everything. The other day, he asked me what Auditing is all about. We discussed it, and I thought we were just brainstorming, only to learn that he applied for an Auditing Manager position. 🙌👐
35
53
7
746
38,436
Yes, Nowadays employers use ATS to check your Cv, the app automatically picks or disqualifies your cv depending on if what's there is matching the job requirements and experience. Make sure to adjust skills and requirements on your cv to match each advert.
1
1
1
114
A routine for an unemployed fella ,we Wake up. Apply. Get rejected. Repeat. Hoping 1 day zvichaita
78
156
17
991
45,989
Replying to @PhiriTofara
I told my girlfriend kuti ukawana mukomana ari serious akuda zcekuroora not kuramba , enda babe koz ndandisati ndasimba , now she is happily married with 2 kids , akatooneka zvake
1
1
1
226
Pasca retweeted
If a guy suddenly stops showing interest, he’s found another one. Trust me ladies
60
333
38
3,932
102,509
Pasca retweeted
Replying to @Lush_Beauty1
Not always true. Sometimes your attitude and behavior make a man decide you aren’t wife time material! And for his own peace, he leaves your chaos behind.
1
1
10
2,520
Man to man: Suffering is normal, every man has a phase where they must suffer. Be calm and just keep the hope that a brighter day is on the horizon
43
747
7
4,028
61,426