Pinned Tweet
I will not cease to support @nelsonchamisa simply because of problems zanupf is causing
Dai Mwari vasina kuita kuda kwavo tingadai takusvoteswa iyi馃憞 ingadai yakupihwa mbava,mahure,mhondi and fake prophets
Ndeapi mashoko enyaradzo amunawo kune vese vakakweretwa mota dzichipihwa vanhu na mukuruwemazuva
Me. Makamama henyu!
Kuzorora kwake kwaita kuti timbomira kuona ma underwear anamai vachitamba kuti vapihwe mota馃槶馃槶
RIP mukuruwemazuva
Admire Mupemhi retweeted
Chandiri kufarira mazuva ano ndechekuti hakuna ari kumuka achipihwa Mota yaasina kushandira 馃憤
Anouya hake oita searikutaura zvakanaka kuti muvarairwe our brothers and sisters are being persecuted and murdered everyday iye aripo wani monyeperwa kuti hazvizive?
Mukai maZimbabweans hakuna munhu we zanu ane hanya nehupenyu hwevanhu ipapo NOOO馃槨
Uyu馃憞mutendei mega馃毊
















