I also thank the Lord everyday for wonderful in-laws
Bro freedom yandinayo kuden kwaTezvara vangu 😂😂😂. Ndinosvika ndotongoisa doro rangu mufridge apa hapana kana munhu 1 anomwa doro, ndobva ndapihwa remote hanzi baba Zuva vanoda bhora vasiyei vatsvage ravarikuda kuona. Haaaa, "takabatwa zvakanaka."