Pinned Tweet
Ini ukango engager pamatweets angu chero ka 1 chete ndave kutokuziva
Every tweet rako am going to like it
Ŧẅëęťŝ Fřøm Mäṛṣ̌🚀🪐 retweeted
Ronaldo thanked his fans for voting him as the best Ballon d’Or today, then decided to give us a hat-trick the same day.
This is overfeeding! 😭😭
Ŧẅëęťŝ Fřøm Mäṛṣ̌🚀🪐 retweeted
Ndabvisa $7 from my Salary ndikuiita kupindwa nechando izvezvi, kunzwa kuzarirwa🙌🙌🤣
Ŧẅëęťŝ Fřøm Mäṛṣ̌🚀🪐 retweeted
Mupfana wangu atora licence rake nhasi, mudhara abva aisa pic racho pa DP reWhatsapp yake😭😭😂😂
Ŧẅëęťŝ Fřøm Mäṛṣ̌🚀🪐 retweeted
When the BIG win finally comes, I won’t say anything, i will just post this video
Ŧẅëęťŝ Fřøm Mäṛṣ̌🚀🪐 retweeted
when you realize she's not texting you, she's just replying to your messages😭😭
Ŧẅëęťŝ Fřøm Mäṛṣ̌🚀🪐 retweeted
I will post this video without a caption when i finally make it 🙇🏽. AMEEEEENN
Ŧẅëęťŝ Fřøm Mäṛṣ̌🚀🪐 retweeted
Ndakamboenda ku Restaurant ne team rangu rekubasa so taka order food mufec wangu ainge ati mabills ndobhadhara so tiri pakati pekudya akabva aita call so akasimuka akuda kubuda panze ndakangosimukawo ndakufunga kuti munhu akaenda bill rinobhadharwa nani😂😂😂😂




































